Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 15:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muduku wacho akati kuna baba vake, ‘Baba, ndipei mugove wenhaka yangu.’ Saka baba vakakamura pfuma yavo vakavagovanisa pakati pavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 15

Maonero Ruka 15:12 akapoteredza