Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 14:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akavabvunza akati, “Ndiani pakati penyu angati kana mwanakomana, kana mombe yake ikawira mutsime nomusi weSabata, angarega kuibudisa pakarepo?”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 14

Maonero Ruka 14:5 akapoteredza