Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 14:34-35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

34. “Munyu wakanaka, asi kana warasikirwa nokuvava kwawo, ucharungwa neiko?

35. Hauchabatsiri muvhu kana padutu romupfudze; unorasirwa kunze.“Ane nzeve dzokunzwa, ngaanzwe.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 14