Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 13:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino mukadzi uyu, mwanasikana waAbhurahama, akanga akasungwa naSatani kwamakore gumi namasere, haaifanira kusunungurwa kubva pane zvakamusunga nomusi weSabata here?”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 13

Maonero Ruka 13:16 akapoteredza