Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 11:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ipapo uya ari mukati akati, ‘Rega kundinetsa. Mukova wangu watopfigwa, uye vana vangu neni tavata. Handikwanisi kumuka kuti ndikupe kana chinhu.’

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 11

Maonero Ruka 11:7 akapoteredza