Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 11:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vakati vachiwanda, Jesu akati kwavari, “Rudzi urwu rwakaipa. Runokumbira chiratidzo, asi harungapiwi chiratidzo kunze kwechaJona.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 11

Maonero Ruka 11:29 akapoteredza