Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 10:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaenda paari akamusunga maronda ake, akaadira mafuta newaini. Ipapo akamutora akamukwidza pambongoro yake, akamuendesa kuimba yavaeni, akamuchengeta.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 10

Maonero Ruka 10:34 akapoteredza