Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mateo 9:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati apinda mumba, mapofu aya akauya kwaari, uye Jesu akavabvunza achiti, “Munotenda here kuti ndinogona kukuitirai izvi?” Vakapindura vakati, “Hongu, Ishe.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 9

Maonero Mateo 9:28 akapoteredza