Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mateo 5:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zvino akati aona vanhu vazhinji, akakwira mugomo uye akagara pasi. Vadzidzi vake vakauya kwaari,

2. uye akatanga kuvadzidzisa achiti:

3. “Vakaropafadzwa varombo pamweya,nokuti umambo hwokudenga ndohwavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 5