“Kana uri Mwanakomana waMwari, zviwisire pasi, nokuti kwakanyorwa kuchinzi:“Acharayira vatumwa vake pamusoropako uye vachakusimudza namaokoavo kuti urege kugumburisa rutsoka rwako nebwe.”