Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mateo 28:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakava nokudengenyeka kwenyika kukuru nokuti mutumwa waShe akabva kudenga akaenda paguva akasvikokungurutsa ibwe riya akagara pamusoro paro.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 28

Maonero Mateo 28:2 akapoteredza