Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mateo 27:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyoyo Jesu akamira pamberi pomubati, uye mubati akamubvunza achiti, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Jesu akapindura achiti, “Hongu, ndizvo zvamataura.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 27

Maonero Mateo 27:11 akapoteredza