Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mateo 27:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Mangwanani-ngwanani vaprista vose vakuru navakuru vavanhu vakabvumirana kuti Jesu aurayiwe.

2. Vakamusunga, vakaenda naye vakandomuisa kuna Pirato uyo aiva mubati.

3. Judhasi uya akanga amupandukira akati, aona kuti Jesu atongerwa rufu, akazvidemba kwazvo ndokubva adzosera makumi matatu esirivha aya kuvaprista vakuru navakuru.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 27