Ipapo akatanga kuzvituka uye akapika kwavari achiti, “Murume uyu handimuzivi!”Pakarepo jongwe rakarira.