Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mateo 26:7-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

7. mumwe mukadzi akauya kwaari nechinu chamafuta anonhuwira, omutengo mukuru, akasvikoadururira pamusoro wake, agere patafura.

8. Vadzidzi vakati vachiona izvi, vakatsamwa uye vakati, “Kuparadza kwakadai kwaitirweiko?

9. Mafuta anonhuwira angadai atengeswa nomutengo mukuru kwazvo uye mari yacho yapiwa varombo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 26