Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mateo 26:13-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

13. Ndinokuudzai chokwadi kuti, kwose kwose kuchaparidzwa vhangeri iri munyika yose, zvaaita izvi zvichange zvichitaurwawo kuti vamurangarire nazvo.”

14. Ipapo mumwe wavane gumi navaviri, ainzi Judhasi Iskarioti, akaenda kuvaprista vakuru

15. akandobvunza achiti, “Muchandipei kana ndikamuuyisa kwamuri?” Saka vakamuverengera makumi matatu esirivha.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 26