Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mateo 25:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ipapo murume akanga apiwa tarenda rimwe chete akauya, akati, ‘Tenzi, ndakaziva kuti muri munhu akaoma, munokohwa pamusina kudyara uye munounganidza pamusina kukusha mbeu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 25

Maonero Mateo 25:24 akapoteredza