Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mateo 25:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. “Panguva iyoyo umambo hwokudenga huchange hwakafanana navasikana gumi, vakatora mwenje yavo vakabuda kundochingamidza chikomba.

2. Vashanu vavo vakanga vari mapenzi uye vashanu vavo vakanga vakachenjera.

3. Mapenzi vaya vakatora mwenje yavo asi havana kuisa mafuta mairi.

4. Kunyange zvakadaro, vakachenjera vakatora mafuta mumidziyo pamwe chete nemwenje yavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 25