Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mateo 21:44-46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

44. Uyo anowira pamusoro pebwe iri achavhunika kuita zvidimbu zvidimbu asi uyo warichawira achapwanyiwa.”

45. Vaprista vakuru navaFarisi pavakanzwa mifananidzo yaJesu, vakaziva kuti aitaura nezvavo.

46. Vakatsvaka nzira yokuti vamusunge nayo, asi vakatya vanhu vazhinji nokuti vakanga vachiti muprofita.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 21