Vakamubvunza vakati, “Uri kunzwa zviri kurehwa navana ava here?”Jesu akavapindura achiti, “Hongu, hamuna kurava here panoti:“ ‘Pamiromo yavana navachechemakaisa rumbidzo’?”