“Inzwi rakanzwikwa muRamarokuchema nokuungudza kukuru,Rakeri achichema vana vake,uye achiramba kunyaradzwa nokuti havachipo.”