Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mateo 2:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuzoti Herodhi aziva kuti vachenjeri vaya vainge vamunyengera, akashatirwa kwazvo, ndokubva arayira kuti vana vechikomana vose vaiva muBheterehema nomunzvimbo yakapoteredza vaiva namakore maviri zvichidzika vaurayiwe, maererano nenguva yaakanga audzwa naVachenjeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 2

Maonero Mateo 2:16 akapoteredza