Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mateo 19:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye vose vakasiya dzimba, kana vakoma kana vanun'una kana hanzvadzi kana baba kana mai kana vana kana minda nokuda kwangu vachagamuchira zvakapetwa kazana, uye vachagara nhaka youpenyu husingaperi.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 19

Maonero Mateo 19:29 akapoteredza