Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mateo 18:33-35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

33. Saka hawaifanira here kuva netsitsi kuno mumwe wako sezvandakakuitira iwe?’

34. Nehasha tenzi wake akamuisa kune vejeri kuti arangwe zvinorwadza kusvikira aripa chikwereti chose chaaiva nacho.

35. “Izvi ndizvo zvichaitirwa mumwe nomumwe wenyu naBaba vangu vari kudenga kana musingaregereri hama yenyu nomwoyo wose.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 18