Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mateo 18:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Asi muranda uya paakabuda, akasangana nomumwewo muranda saiye ainge aine chikwereti chake chamadhenari zana. Akamubata ndokutanga kumudzipa. Akati, ‘Ndipe chikwereti changu!’

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 18

Maonero Mateo 18:28 akapoteredza