Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mateo 1:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokudaro kwaiva nezvizvarwa gumi nezvina pamwe chete kubvira pana Abhurahama kusvika pana Dhavhidhi, zvizvarwa gumi nezvina kubva pana Dhavhidhi kusvika pakutapwa kwavo vachiendwa navo kuBhabhironi, zvizvarwa gumi nezvina kubva pakudzoka kwavo kuutapwa kusvika panguva yaKristu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 1

Maonero Mateo 1:17 akapoteredza