Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 9:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pavakanga vava kuburuka mugomo, Jesu akavarayira kuti varege kutaurira kana munhu upi zvake zvavakanga vaona kusvikira Mwanakomana woMunhu amuka kuvakafa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 9

Maonero Mako 9:9 akapoteredza