Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 9:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akapindura akati, “Kutaura chokwadi, Eria anofanira kutanga kuuya, uye agovandudza zvinhu zvose. Zvino kwakanyorerwei kuchinzi Mwanakomana woMunhu anofanira kutambudzika zvikuru uye agorambwa?

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 9

Maonero Mako 9:12 akapoteredza