Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 6:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati aburuka uye achiona vanhu vazhinji zhinji, akavanzwira tsitsi, nokuti vakanga vakaita samakwai asina mufudzi. Saka akatanga kuvadzidzisa zvinhu zvizhinji.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 6

Maonero Mako 6:34 akapoteredza