Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 6:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino nokuda kwokuti vanhu vazhinji vakanga vachingouya nokuenda zvokuti havana kugona kuwana kunyange mukana wokudya, akati kwavari, “Handei tose, imi neni chete, kunzvimbo yakanyarara kuti mumbondozorora.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 6

Maonero Mako 6:31 akapoteredza