Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 4:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Jesu akatanga kudzidzisazve ari pagungwa. Vanhu vakanga vakaungana vakamukomberedza vari vazhinji zhinji zvokuti akabva apinda mugwa akagara mariri ari mugungwa, asi vanhu vose vari kumahombekombe.

2. Akavadzidzisa zvinhu zvizhinji nemifananidzo, uye mukudzidzisa kwake akati,

3. “Teererai! Murimi akabuda kundokusha mbeu yake.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 4