Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 3:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zviripo ndezvokuti, hakuna munhu angapinda mumba momunhu ane simba uye akatakura zvinhu zvake, kana asina kutanga asunga murume wacho ane simba. Ipapo angagona kupamba imba yake.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 3

Maonero Mako 3:27 akapoteredza