Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 2:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sezvo vakanga vasingagoni kusvika naye kuna Jesu nokuda kwokuwanda kwavanhu, vakazarura denga reimba pamusoro paJesu uye, vakati variputsa, vakaburutsa nhoo pakanga pavete uya munhu akanga akafa mutezo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 2

Maonero Mako 2:4 akapoteredza