Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 2:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye hakuna munhu anodira waini itsva muhombodo dzamatehwe tsaru. Kana akaita izvozvo, waini ichaputitsa matehwe, uye zvose waini nedehwe rewaini zvichaparara. Kwete, anodira waini itsva muhombodo itsva.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 2

Maonero Mako 2:22 akapoteredza