Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 14:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva rokutanga roMutambo weChingwa Chisina Mbiriso, zvayakanga iri tsika yavo yokubayira gwayana rePasika, vadzidzi vaJesu vakamubvunza vakati, “Munoda kuti tiende kupi kwatingandokugadzirirai Pasika kuti mudye?”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 14

Maonero Mako 14:12 akapoteredza