Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 13:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvakaita somunhu anoenda kure: Anosiya imba yake akaichengetesa varanda vake, mumwe nomumwe pabasa rake, uye agoudza ari pamukova kuti agare akarinda.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 13

Maonero Mako 13:34 akapoteredza