Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 10:8-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

8. uye vaviri ava vachava nyama imwe. Saka havachisiri vaviri, asi nyama imwe.

9. Naizvozvo izvo zvabatanidzwa naMwari, munhu ngaarege kuzviparadzanisa.”

10. Vakati vapindazve mumba, vadzidzi vakabvunza Jesu pamusoro paizvozvi.

11. Iye akapindura akati, “Ani naani anoramba mukadzi wake uye akawana mumwe mukadzi, ava kuita upombwe naye.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 10