Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 10:7-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

7. Nokuda kwaizvozvi, murume achasiya baba vake namai vake uye agonamatira kumukadzi wake,

8. uye vaviri ava vachava nyama imwe. Saka havachisiri vaviri, asi nyama imwe.

9. Naizvozvo izvo zvabatanidzwa naMwari, munhu ngaarege kuzviparadzanisa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 10