Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 10:51-52 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

51. Jesu akamubvunza akati, “Unoda kuti ndikuitirei?”Murume uya bofu akati, “Rabhi, ndinoda kuona.”

52. Jesu akati, “Enda hako, kutenda kwako kwakuporesa.” Pakarepo meso ake akasvinudzwa uye akatevera Jesu munzira.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 10