Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 10:26-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

26. Vadzidzi vakanyanya kushamiswa, uye vakati pakati pavo, “Zvino ndianiko angaponeswa?”

27. Jesu akatarisa kwavari akati, “Kumunhu hazvigoneki, asi kwete naMwari; zvinhu zvose zvinogoneka kuna Mwari.”

28. Petro akati kwaari, “Isu takasiya zvinhu zvose kuti tikuteverei!”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 10