Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 9:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Ishe akati kuna Ananiasi, “Enda! Murume uyu mudziyo wangu wandakasanangura kuti aende nezita rangu pamberi pavahedheni napamberi pamadzimambo avo uye napamberi paIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 9

Maonero Mabasa Avapostori 9:15 akapoteredza