Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 8:38-40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

38. Akarayira kuti ngoro imiswe. Ipapo vose vari vaviri, Firipi nomuyunaki vakapinda mumvura, Firipi akamubhabhatidza.

39. Vakati vabuda mumvura, Mweya waShe wakatora Firipi pakarepo, uye muyunaki haana kuzomuonazve, asi akafamba munzira yake achifara kwazvo.

40. Zvakadaro hazvo, Firipi akazoonekwa paAzotasi uye akafamba achiparidza vhangeri mumaguta ose kusvikira asvika kuKesaria.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 8