Makatakura tabhenakeri yaMoreki nenyeredzi yamwari wenyu Refani, zvifananidzo zvamakaita kuti muzvinamate.Naizvozvo ndichakuendesai kuutapwa,’ mberi kweBhabhironi.