Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 7:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

‘Ndini Mwari wamadzibaba ako, Mwari waAbhurahama, Isaka naJakobho.’ Mozisi akadedera nokutya akatadza kana kutarisa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 7

Maonero Mabasa Avapostori 7:32 akapoteredza