Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 7:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ipapo muprista mukuru akamubvunza akati, “Izvi zvauri kupomerwa ndezvechokwadi here?”

2. Iye akapindura achiti, “Hama dzangu nemi madzibaba, nditeererei! Mwari wokubwinya akazviratidza kuna baba vedu Abhurahama paakanga achiri kuMesopotamia, asati agara muHarani.

3. Mwari akati kwaari, ‘Ibva munyika yako nokuhama dzako, uende kunyika yandichakuratidza.’

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 7