Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 6:13-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

13. Vakabudisa zvapupu zvenhema, zvikati, “Munhu uyu haamboregi kutaura zvakaipa pamusoro penzvimbo tsvene ino uye napamusoro pomurayiro.

14. Nokuti takamunzwa achiti Jesu uyu weNazareta achaparadza nzvimbo ino uye agoshandura tsika dzatakapiwa naMozisi.”

15. Vose vakanga vagere muDare Guru vakatarisisa Sitefani uye vakaona kuti chiso chake chakanga chaita sechiso chomutumwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 6