Petro akamubvunza akati, “Ndiudze, uyu ndiwo here mutengo wamakawana, iwe naAnaniasi, pamunda?”Iye akati, “Hongu, ndiwoyu mutengo.”