Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 5:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakarepo akawira pasi, patsoka dzake akabva afa. Ipapo majaya akapinda uye akamuwana afa, akamutakura akaenda naye kunze akandomuviga parutivi rwomurume wake.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 5

Maonero Mabasa Avapostori 5:10 akapoteredza