Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

zvino muzive izvi, imi navanhu vose veIsraeri kuti: Zvakaitwa nezita raJesu Kristu weNazareta, iye wamakaroverera pamuchinjikwa asi Mwari akamumutsa kubva kuvakafa, ndiye aita kuti murume uyu amire pamberi penyu apora kudai.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 4

Maonero Mabasa Avapostori 4:10 akapoteredza