Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 28:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakaronga kuzosanganazve naPauro pane rimwe zuva, uye vakauya kwaakanga ari vari vazhinji kwazvo. Kubvira mangwanani kusvikira madekwana akavatsanangurira uye akavapupurira umambo hwaMwari, uye achiedza kwazvo kuti vatende nezvaJesu kutanga paMurayiro waMozisi kusvikira kuvaprofita.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 28

Maonero Mabasa Avapostori 28:23 akapoteredza